Zvirevo 21:13
Zvirevo 21:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kana munhu akadzivira nzeve dzake kumurombo, naiyewo achachema uye hapana achamunzwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 21Zvirevo 21:13 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Anodzivira nzeve yake, kuti arege kunzwa kuchema kwomurombo, Iyewo achachema, asi haanganzwiki.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 21Zvirevo 21:13 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Munhu anodzivira nzeve kumurombo anochema kwaari, iyewo achazochema pasina anomunzwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 21