Zvirevo 21:23
Zvirevo 21:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uyo anorinda muromo wake norurimi rwake anozvidzivirira kubva panjodzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 21Zvirevo 21:23 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ani naani anochengeta muromo wake norurimi rwake, Anochengeta mweya wake pamadambudziko.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 21Zvirevo 21:23 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Munhu anobata muromo wake uye anochengetedza rurimi rwake anonzvenga nhamo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 21