Zvirevo 22:6
Zvirevo 22:6 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Roʋedza mŋana nzira yaanofanira kufamba nayo, Ipapo kunyaŋge akwegura haaŋgatsauki pairi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 22Zvirevo 22:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Rovedza mwana munzira yaanofanira kufamba nayo, uye kana achinge akura haazotsauki kubva pairi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 22Zvirevo 22:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Rovedza mwana nzira yaanofanira kufamba nayo, Ipapo kunyange akwegura haangatsauki pairi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 22