Zvirevo 23:24
Zvirevo 23:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Baba vomunhu akarurama vane mufaro mukuru; uyo ane mwanakomana akachenjera anofadzwa naye.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 23Zvirevo 23:24 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Baba vovakarurama vachafara kwazvo; Uye akabereka mwana akachenjera, achafadzwa naye.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 23Zvirevo 23:24 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Baba womururami achafara zvisina akamboona. Anobereka mwana mungwaru achafadzwa naye.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 23