Zvirevo 3:1-2
Zvirevo 3:1-2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mwanakomana wangu, usakanganwa kudzidzisa kwangu; Asi mwoyo wako ngauchengete mirairo yangu; Nokuti zvichakuwedzera mazuva mazhinji, Namakore ohupenyu, norugare.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 3Zvirevo 3:1-2 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Mŋanakomana waŋgu, usakaŋganwa kudzidzisa kwaŋgu; Asi mŋoyo wako ŋgauceŋgete mirairo yaŋgu; Nokuti ɀicakuwedzera mazuʋa mazhinji, Namakore oʋupenyu, norugare.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 3Zvirevo 3:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mwanakomana wangu, usakanganwa kudzidzisa kwangu, asi uchengete mirayiro yangu mumwoyo mako, nokuti zvichawedzera makore mazhinji kuupenyu hwako, uye nokubudirira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 3