Zvirevo 3:11-12
Zvirevo 3:11-12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mwanakomana wangu, usazvidza kuranga kwaJehovha, uye usatsamwira kutsiura kwake, nokuti Jehovha anoranga avo vaanoda, sababa nomwanakomana wavanofarira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 3Zvirevo 3:11-12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mwanakomana wangu, usazvidza kuranga kwaJehovha; Usaneta nokuraira kwake. Nokuti Jehovha anoraira mudikanwa wake; Sezvinoita baba mwanakomana wavo wavanofarira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 3Zvirevo 3:11-12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mwanangu usashore kudzidziswa kwaunoitwa naTenzi kana kuneta nokukutsiura kwaanoita nokuti Tenzi anotsiura wavanoda sezvinoita baba mwana waanoda.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 3