Zvirevo 6:10-11
Zvirevo 6:10-11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kumbovata zvishomanana, kumbotsumwaira zvishomanana, kumbopeta maoko zvishomanana kuti ndizorore. Naizvozvo urombo huchauya kwauri segororo, uye kushayiwa somurwi akashonga nhumbi dzokurwa.
Zvirevo 6:10-11 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kumbovata zvishomanene, kumbotsimwaira zvishomanene, Kumbofungatira maoko zvishomanene, ndizorore; Saizvozvo urombo hwako huchasvika segororo, Nokushaiwa kwako somunhu wakashonga nhumbi dzokurwa.
Zvirevo 6:10-11 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Izvo zvokuti, “Regai ndimboti kotsire kashoma.” “Regai ndimboti tsomwaire kashoma. Ndimboti maoko gumbate kuzorora.” Urombo hunobva hwati pauri tutururu serombe uye kushaiwa kunouya kwauri somunhu akapakata zvombo zvokurwa.
Zvirevo 6:10-11 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Kumboʋata ɀishomanene, kumbotsimŋaira ɀishomanene, Kumbofuŋgatira maʋoko ɀishomanene, ndizorore; Saiɀoɀo ʋurombo bgako ʋucaȿika segororo, Nokushaiwa kwako somunhu wakashoŋga nhumbi dzokurwa.
Zvirevo 6:10-11 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)