Zvirevo 8:10-11
Zvirevo 8:10-11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Sarudza kurayira kwangu panzvimbo yesirivha, ruzivo panzvimbo yegoridhe rakaisvonaka, nokuti uchenjeri hunokosha kupfuura marubhi, uye hapana chaungada chingaenzaniswa nahwo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 8Zvirevo 8:10-11 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Gamuchirai kuraira kwangu, murege kugamuchira sirivha; Nezivo, kupfuura ndarama yakasarurwa. Nokuti uchenjeri hwakanaka kupfuura korari; Zvose zvinodikanwa hazvingaenzaniswi nahwo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 8Zvirevo 8:10-11 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Torai chidzidziso changu pano kutora sirivha uye ruzivo pane kutora ndarama yakanakisisa nokuti ungwaru huri nani pane zvishongo, chose chaungade hapana chingaenzane nahwo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 8