Zvirevo 9:8
Zvirevo 9:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Usatsiura mudadi kuti arege kukuvenga; tsiura munhu akachenjera uye achakuda.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 9Zvirevo 9:8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Usaraira mudadiri, kuti arege kukuvenga; Raira munhu wakachenjera, iye achakuda.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 9Zvirevo 9:8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Usatsiure anoshora, nokuti anozokuvenga ukatsiura mungwaru anokuda.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 9