Mapisarema 1:1-2
Mapisarema 1:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akaropafadzwa munhu asingafambi panorangana vakaipa, asingamiri panzira yavatadzi, asingagari pachigaro chavadadi. Asi anofarira murayiro waJehovha, uye anofungisisa murayiro wake masikati nousiku.
Mapisarema 1:1-2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akakomborerwa munhu asingafambi panorangana vakaipa, Asingamiri panzira yavatadzi, Asingagari panogara vadadi. Asi anofarira murayiro waJehovha; Anofungisisa murayiro wake masikati nousiku.
Mapisarema 1:1-2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Akakomborerwa munhu asingafambi panorangana vakaipa. Kana kuva munzira yavatadzi, kana kugara panogara vanonyomba, asi kuti anotofarira mutemo waTENZI uye anorangaririra mutemo waTENZI siku nesikati.
Mapisarema 1:1-2 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Wakakomborerwa munhu usiŋgafambi panoraŋgana ʋakaipa, Usiŋgamiri panzira yaʋatadzi, Usiŋgagari panogara ʋaɗaɗi. Asi unofarira murairo waJehova; Unofuŋgisisa murairo wake masikati noʋusiku.