Mapisarema 10:17-18
Mapisarema 10:17-18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Munonzwa henyu, imi Jehovha, zvishuvo zvavanotambura; munovakurudzira, uye munoteerera kuchema kwavo, muchiruramisira nherera nevakamanikidzwa, kuti munhu wenyika, arege kuramba achingovhundutsa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 10Mapisarema 10:17-18 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jehovha, makanzwa zvinodikanwa navanyoro; Muchasimbisa mwoyo yavo, mucharerekera nzeve yenyu; Kuti mutongere nherera neanotambudzwa, Kuti munhu wapanyika arege kuramba achivhundusa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 10Mapisarema 10:17-18 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
TENZI imi muchanzwa chichemo chavarombo. Muchavasimbisa mwoyo muchivarerekerera nzeve yenyu kuti muitire nherera navatamburi ruenzaniso kuitira kuti munhu akabva zvake kuvhu arege kutyisa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 10