Mapisarema 100:3
Mapisarema 100:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zivai kuti Jehovha ndiye Mwari. Ndiye akatisika, uye tiri vake; tiri vanhu vake, namakwai anofudzwa naye.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 100Mapisarema 100:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zivai kuti Jehovha ndiye Mwari; Ndiye wakatiita, tiri vanhu vake; Tiri vanhu vake, namakwai anofudzwa naye.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 100Mapisarema 100:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvizivei kuti TENZI ndiMwari, ndiye akatisika uye kuti tiri vake. Tiri vanhu vake, hwai dzake dzaanochengeta.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 100