Mapisarema 100:5
Mapisarema 100:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti Jehovha akanaka uye rudo rwake runogara nokusingaperi; kutendeka kwake kunoramba kuripo kuzvizvarwa zvose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 100Mapisarema 100:5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti Jehovha akanaka; ngoni dzake dziripo nokusingaperi; Nokutendeka kwake kumarudzi namarudzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 100Mapisarema 100:5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Nokuti TENZI akanaka, mwoyochena wake hauperi, kutendeka kwake kunosvika kuzvizvarwa nezvizvarwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 100