Mapisarema 103:3-5
Mapisarema 103:3-5 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Iye, unokaŋganwira ɀakaipa ɀako ɀose; Unoporesa kurwara kwako kwose; Unodzikinura ʋupenyu bgako pakuparadzwa; Unokuisa korona yoʋunyoro neŋgoni; Unogutisa mŋoyo wako neɀakanaka; Kuti ʋutȿa bgako ʋuʋandudzwe segondo.
Mapisarema 103:3-5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
iye anokanganwira zvivi zvako zvose, uye anoporesa kurwara kwako kwose, anodzikinura upenyu hwako kubva pagomba, uye anokushongedza korona yorudo netsitsi, anogutsa zvido zvako nezvinhu zvakanaka, kuti uduku hwako huvandudzwe sohwegondo.
Mapisarema 103:3-5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Iye, anokanganwira zvakaipa zvako zvose; Anoporesa kurwara kwako kwose; Anodzikinura hupenyu hwako pakuparadzwa; Anokuisa korona younyoro nengoni; Anogutisa mwoyo wako nezvakanaka; Kuti utsva hwako huvandudzwe segondo.
Mapisarema 103:3-5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Iye anoregerera uipi hwako hwose; anokurapa zvirwere zvako zvose anokununura kuti urege kuenda kuguva. Pamusoro pazvose anokuitira mwoyochena netsitsi. Anokugutsa nezvinhu zvakanaka upenyu hwako hwose achikugwinyisa zvokuti unoramba uri mudiki segondo.
Mapisarema 103:3-5 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)