Mapisarema 111:6 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mapisarema 111:6 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akaratidza vanhu vake simba ramabasa ake, achivapa nyika dzedzimwe ndudzi.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 111 BDSCMapisarema 111:6 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akaratidza vanhu vake simba ramabasa ake, Zvaakavapa nhaka yavahedheni.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 111 SNA2002Mapisarema 111:6 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Wakaratidza ʋanhu ʋake simba ramaɓasa ake, Ɀaakaʋapa nhaka yaʋahedeni.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 111 SUB1949Mapisarema 111:6 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akaratidza vanhu vake simba ramabasa ake nokuvapa kwaakaita nhaka yaiva yamarudzi.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 111 SCLBMapisarema 111:6 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Akaratidza vanhu vake simba ramabasa ake nokuvapa kwaakaita nhaka yaiva yamarudzi.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 111 SCLBD