Mapisarema 118:3 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mapisarema 118:3 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Imba yaAroni ngaiti, “Rudo rwake runogara nokusingaperi.”
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 118 BDSCMapisarema 118:3 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Imba yaAroni zvino ngaiti, “Ngoni dzake dzinogara nokusingaperi.”
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 118 SNA2002Mapisarema 118:3 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Imba yaAroni ɀino ŋgaiti: Ŋgoni dzake dzinogara nokusiŋgaperi.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 118 SUB1949Mapisarema 118:3 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Imba yokwaAroni ngaiti, “Mwoyochena wake hauperi narini.”
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 118 SCLBMapisarema 118:3 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Imba yokwaAroni ngaiti, “Mwoyochena wake hauperi narini.”
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 118 SCLBD