Mapisarema 119:75 - Compare All Versions
Mapisarema 119:75 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haiwa Jehovha, ndinoziva kuti mirayiro yenyu yakarurama, uye kuti makanditambudza mukutendeka kwenyu.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 119 BDSCMapisarema 119:75 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndinoziva, Jehovha, kuti zvamakatonga zvakarurama, Uye kuti makanditambudza nokutendeka.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 119 SNA2002Mapisarema 119:75 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Ndinoziva kuti zvirongwa zvenyu zvakarurama, TENZI uye kuti makandirwadzisa zviri pamutemo.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 119 SCLBDMapisarema 119:75 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ndinoziʋa, Jehova, kuti ɀamakatoŋga ɀakarurama, Ʋuye kuti makanditambudza nokutendeka.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 119 SUB1949Mapisarema 119:75 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinoziva kuti zvirongwa zvenyu zvakarurama, TENZI uye kuti makandirwadzisa zviri pamutemo.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 119 SCLB