Mapisarema 135:10 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mapisarema 135:10 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akaparadza ndudzi dzakawanda uye akauraya madzimambo ane simba
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 135 BDSCMapisarema 135:10 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndiye akaparadza ndudzi zhinji, Nokuuraya madzimambo anesimba.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 135 SNA2002Mapisarema 135:10 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ndiye wakaparadza ndudzi zhinji, Nokuʋuraya madzimambo anesimba
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 135 SUB1949Mapisarema 135:10 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akaparadza marudzi mazhinji; akauraya madzimambo ane simba anoti
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 135 SCLBMapisarema 135:10 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Akaparadza marudzi mazhinji; akauraya madzimambo ane simba anoti
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 135 SCLBD