Mapisarema 140:1-2
Mapisarema 140:1-2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndinunurei TENZI kuvanhu vakaipa ndichengeteiwo kuvanhu vanokuvadza vamwe vanhu vanorangana zvakaipa mumwoyo mavo, vanogara vakamutsa hondo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 140Mapisarema 140:1-2 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ndirwirei Jehova, pamunhu wakaipa; Ndiceŋgetei pamunhu unehasha; Iʋo, ʋanofuŋga ɀakaipa mumŋoyo yaʋo; Ʋanogara ʋacimutsa kurwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 140Mapisarema 140:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndirwirei, imi Jehovha, pavanhu vakaipa; ndidzivirirei pavanhu vanoita nechisimba. Ivo vanofunga urongwa hwakaipa mumwoyo yavo, uye vanomutsa hondo mazuva ose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 140