Mapisarema 22:27-28
Mapisarema 22:27-28 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Nyika dzapasi pano dzicharangarira dzigodzokera kuna TENZI mhuri dzose dzamarudzi avanhu dzigwadame pamberi penyu nokuti umambo ndohwaTENZI uye anotonga pamusoro pevechirudzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 22Mapisarema 22:27-28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Migumo yose yenyika icharangarira igodzokera kuna Jehovha, uye mhuri dzendudzi dzose dzichapfugama pamberi pake, nokuti ushe ndohwaJehovha uye anotonga pamusoro pendudzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 22Mapisarema 22:27-28 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Migumo yose yenyika icharangarira nokudzokera kuna Jehovha; Marudzi ose avahedheni achanamata kwamuri. Nokuti ushe ndohwaJehovha; Ndiye mubati wavahedheni.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 22