Mapisarema 26:1
Mapisarema 26:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nditongerei, imi Jehovha, nokuti ndakararama upenyu husina chahungapomerwa; ndakavimba naJehovha ndisingazungunuki.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 26Mapisarema 26:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nditongerei Jehovha, nokuti ndakafamba nokusanyengera kwangu; Ndakavimbawo naJehovha ndisinganyunyuti.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 26Mapisarema 26:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
TENZI ratidzai kuti handina mhosva nokuti ndakafamba muchokwadi uye ndakavimba nemi TENZI ndisingazunguziki
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 26