Mapisarema 27:4
Mapisarema 27:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Chinhu chimwe chete chandinokumbira kuna Jehovha, ndicho chandinotsvaka: kuti ndigare mumba maJehovha mazuva ose oupenyu hwangu, kuti nditarire kunaka kwaJehovha uye ndimutsvake mutemberi yake.
Mapisarema 27:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Chinhu chimwechete ndakakumbira kuna Jehovha, ndicho chandichatsvaka; Kuti ndigare mumba maJehovha misi yose youpenyu hwangu, Kuti ndione kunaka kwaJehovha, nokurangarira mutemberi yake.
Mapisarema 27:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndinokumbira kuna TENZI chinhu chimwechete ichocho ndicho chandinotsvaka chokuti ndigare zvangu mumba maTENZI mazuva ose oupenyu hwangu kuitira kuti ndione kunaka kwaTENZI uye kuti ndibvunzire kwaari muTemberi yake.
Mapisarema 27:4 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Cinhu cimŋe cete ndakakumbira kunaJehova, ndico candicatȿaka; Kuti ndigare mumba maJehova misi yose yoʋupenyu bgaŋgu, Kuti ndiʋone kunaka kwaJehova, nokuraŋgarira mutembere yake.
Mapisarema 27:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)