Mapisarema 37:7
Mapisarema 37:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Iti zii-i pana TENZI umumirire chinyararire. Usazvinetse zvako nezvomunhu anobudirira mune zvaanoita, munhu anoita zvinhu zvakaipa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 37Mapisarema 37:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nyarara pamberi paJehovha, umurindire unyerere; usava neshungu kana vanhu vachibudirira panzira dzavo, pavanoita mano avo akaipa avakaronga.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 37Mapisarema 37:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nyarara pamberi paJehovha, umurindire unyerere; Usava neshungu pamusoro poanofara panzira yake, Pamusoro pomunhu anoita mano akaipa aakafunga.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 37