Mapisarema 39:4
Mapisarema 39:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Ndiratidzei, imi Jehovha, magumo oupenyu hwangu nokuwanda kwamazuva angu; ndizivisei kupfuura kwoupenyu hwangu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 39Mapisarema 39:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Jehovha, ndizivisei mugumo wangu, Uye mwero wamazuva angu, kuti akadini; Ndizivisei kuti ndinongopfuura hangu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 39Mapisarema 39:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
TENZI ndiziviseiwo magumo angu uye kuwanda kwamazuva angu itaiwo kuti ndizive kusatana kupera kwamazuva angu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 39