Mapisarema 4:8
Mapisarema 4:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndichavata pasi ndigokotsira norugare, nokuti imi moga, Jehovha, munoita kuti ndigare pakasimba.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 4Mapisarema 4:8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndichavata pasi norugare, ndibatwe nehope; Nokuti ndimi moga Jehovha munondigarisa pakasimba.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 4Mapisarema 4:8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvose kurara nokukotsira ndinozviwana murugare nokuti imi moga, ndimi TENZI munoita kuti ndigare ndakagarikana.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 4