Mapisarema 42:11
Mapisarema 42:11 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Unoshuwireiko, mweya wangu? Unoshaiwa rugare neiko mukati mangu? Tarira kuna Mwari; nokuti ndichazomurumbidza hangu, Iye muponesi wechiso changu, naMwari wangu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 42Mapisarema 42:11 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ko ndasuruvara neiko kudai iyeni ko ndadzongodzwa mwoyo mukati mangu seiko kudai? Ndinotarisira kuna Mwari nokuti ndichamurumbidzazve iye rubatsiro rwangu naMwari wangu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 42Mapisarema 42:11 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Unoshuwireiko, mŋeya waŋgu? Unoshaiwa rugare neiko mukati maŋgu? Tarira kunaMŋari; nokuti ndicazomurumbidza haŋgu, Iye muponesi weciso caŋgu, NaMŋari waŋgu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 42