Mapisarema 42:3
Mapisarema 42:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Misodzi yangu yanga iri zvokudya zvangu masikati nousiku, asi zuva rose vanhu vanoti kwandiri, “Mwari wako aripiko?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 42Mapisarema 42:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Misodzi yangu zvakanga zviri zvokudya zvangu masikati nousiku, Pakutaura kwavo zuva rose kwandiri vachiti, “Mwari wako aripiko?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 42Mapisarema 42:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Upenyu hwangu yangova misodzi chete siku nesikati vanhu vachingonditi, “Iye Mwari wako aripi?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 42