Mapisarema 46:1-2
Mapisarema 46:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mwari ndiye utiziro hwedu nesimba redu, ndiye mubatsiri anogara aripo panguva yokutambudzika. Naizvozvo hatizotyi, kunyange nyika ikashanduka, uye makomo akawira mukatikati megungwa
Mapisarema 46:1-2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mwari ndiye diziro redu nesimba redu. Mubatsiri anogara ari padyo panguva yenhamo. Saka hatityi kunyange nyika ikasanduka kunyange makomo akazunguzika zvokuwira mukatikati megungwa
Mapisarema 46:1-2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mwari ndiye utiziro hwedu nesimba redu, Ndiye mubatsiri ari pedyo-pedyo panguva dzokumanikidzwa. Saka hatingatyi, kunyange nyika ikashanduka, Uye kunyange makomo akabviswa akaiswa mukati mamakungwa
Mapisarema 46:1-2 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Mŋari ndiye ʋutiziro bgeɗu nesimba reɗu, Ndiye muɓatsiri uri pedyo‐pedyo paŋguʋa dzokumanikidzwa. Saka hatiŋgatyi, kunyaŋge nyika ikashanduka, Ʋuye kunyaŋge makomo akabviswa akaiswa mukati mamakuŋgwa