Mapisarema 46:4-5
Mapisarema 46:4-5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Rwizi ruripo, rune hova dzinofadza guta raMwari, Iyo nzvimbo tsvene yetabhenakeri dzo Wokumusorosoro. Mwari ari mukati maro; haringazununguswi; Mwari acharibatsira kana utonga hwotsvuka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 46Mapisarema 46:4-5 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Rwizi ruri’po, runehoʋa dzinofadza guta raMŋari, Iyo nɀimbo tȿene yetabernakeri dzoWokumsoro‐soro. Mŋari uri mukati maro; hariŋgazunuŋguswi; Mŋari ucariɓatsira kana ʋutoŋga bgotȿuka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 46Mapisarema 46:4-5 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Kune rwizi runotukova tunofadza guta raMwari; nzvimbo yokugara inoera yoWokumusorosoro. Mwari ari mukati maro; harichazombokurirwa. Mwari acharibatsira kumambakwedza chaiko.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 46