Mapisarema 48:10
Mapisarema 48:10 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Seɀakaita zita renyu, Mŋari, Ndiɀo ɀakaita ʋo kurumbidzwa kwenyu kuȿikira kumigumo yapasi pose; Ruʋoko rwenyu rworudyi ruzere nokururama.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 48Mapisarema 48:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Sezvakaita zita renyu, imi Mwari, kurumbidzwa kwenyu kunosvika kumagumo enyika; ruoko rwenyu rworudyi ruzere nokururama.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 48Mapisarema 48:10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Sezvakaita zita renyu, Mwari, Ndizvo zvakaitawo kurumbidzwa kwenyu kusvikira kumigumo yapasi pose; Ruoko rwenyu rworudyi ruzere nokururama.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 48