Mapisarema 49:16-17
Mapisarema 49:16-17 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Usakatyamare zvako kana munhu akava mupfumi kunyange mbiri yemba yake ikadhuma nokuti paanofa hapana chaanoenda nacho. Mbiri yake haidziki naye ichimutevera
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 49Mapisarema 49:16-17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Usanyanya kutya kana munhu apfuma, kana kubwinya kweimba yake kwawedzerwa; nokuti haana chaachatora paanofa; kubwinya kwake hakungaburukiri naye murinda.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 49Mapisarema 49:16-17 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Usatya hako iwe kana mumwe munhu achifumiswa, Kana pfuma yeimba yake ichiwedzerwa; Nokuti kana achifa hapana chaachaenda nacho; Mukurumbira wake haungaburuki uchimutevera.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 49