Mapisarema 53:3
Mapisarema 53:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
vose vakatsauka, vose vakangofanana, vane tsika dzakaora. Hapana anoita zvakanaka kana mumwechete zvake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 53Mapisarema 53:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mumwe nomumwe wavo akadzokera shure, vakava vakaora pamwe chete; hakuna anoita zvakanaka, kunyange nomumwe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 53Mapisarema 53:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mumwe nomumwe wavo akadzokera shure; vakasvibiswa pamwechete; Hakuna anoita zvakanaka, kunyange nomumwe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 53