Mapisarema 63:1
Mapisarema 63:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Haiwa Mwari, ndimi Mwari wangu, ndinokutsvakai nomwoyo wose; mwoyo wangu une nyota kwamuri, muviri wangu unokupangai, munyika yakaoma uye yasakara isina mvura.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 63Mapisarema 63:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mwari, imi muri Mwari wangu; ndichakutsvakai mangwanani; Mweya wangu unenyota kwamuri, nyama yangu inokushuvai, Panyika yakaoma, inonzwisa nyota, isina mvura.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 63Mapisarema 63:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mwari ndimi Mwari wangu ndinokutsvakai ini ndinokufirai nenyota. Nyama yangu inokutakwairirai senyika yakaoma yerenje isina mvura.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 63