Mapisarema 77:11-12
Mapisarema 77:11-12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndichareva zvakaitwa naJehovha; Nokuti ndicharangarira zvishamiso zvenyu zvakare. Ndichafungisawo basa renyu rose, Nokurangarira zvamakaita.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 77Mapisarema 77:11-12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndinoyeuka zviito zvaMwari. Hongu ndinorangarira zviito zvenyu zvepasichigare. Ndichanyatsofungisisa mabasa enyu ose. Ndigozvibvunzurudza nezvamabasa enyu esimba.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 77Mapisarema 77:11-12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndicharangarira mabasa aJehovha; hongu, ndicharangarira zvishamiso zvenyu zvakare kare. Ndichafungisisa pamusoro pamabasa enyu ose, uye ndicharangarira mabasa enyu makuru.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 77