Mapisarema 84:11
Mapisarema 84:11 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Nokuti Mwari izuva nenhoo, anoitira munhu mwoyochena uye anovasimudzira. TENZI hapana chaanonyima munhu anofamba pachokwadi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 84Mapisarema 84:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti Jehovha Mwari ndiye zuva nenhoo; Jehovha anopa nyasha nokukudzwa; hapana chinhu chakanaka chaanganyima avo vanofamba zvakarurama.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 84Mapisarema 84:11 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti Jehovha Mwari izuva nenhoo; Jehovha achapa nyasha nokukudzwa; Hapana chinhu chakanaka chaanganyima vanofamba nokururama.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 84