Mapisarema 85:3 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mapisarema 85:3 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makaisa parutivi hasha dzenyu dzose, mukadzoka pakutsamwa kwenyu kunotyisa.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 85 BDSCMapisarema 85:3 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Makabvisa kutsamwa kwenyu kwose; Makazvidzora pahasha dzenyu dzakanyanya.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 85 SNA2002Mapisarema 85:3 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Makabvisa kutsamŋa kwenyu kwose; Makaɀidzora pahasha dzenyu dzakanyanya.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 85 SUB1949Mapisarema 85:3 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makazvipodza kuhasha dzenyu dzose mukazvidzora pakushatirwa kwenyu kwakanyanya.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 85 SCLBMapisarema 85:3 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Makazvipodza kuhasha dzenyu dzose mukazvidzora pakushatirwa kwenyu kwakanyanya.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 85 SCLBD