Mapisarema 9:8
Mapisarema 9:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Achatonga nyika nokururama; achatonga marudzi nokururamisira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 9Mapisarema 9:8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Achatonga nyika nokururama, Achatonga vanhu zvakafanira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 9Mapisarema 9:8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Uye, anotonga pasi pose zvakarurama anotongawo marudzi avanhu pachokwadi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 9