Mapisarema 9:9
Mapisarema 9:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jehovha ndiye nhare yavakamanikidzwa, nhare yakasimba panguva yokutambudzika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 9Mapisarema 9:9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jehovha achava nhare yakasimba kuna vanomanikidzwa, Nhare yakasimba panguva yokutambudzika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 9Mapisarema 9:9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
TENZI ndiye nzvimbo yokupotera yavanhu vanodzvinyirirwa ndiye nzvimbo yokupotera panguva yenhamo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 9