Mapisarema 91:9-10
Mapisarema 91:9-10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kana ukaita Wokumusoro-soro ugaro hwako, kunyange Jehovha, iye utiziro hwangu, ipapo hapana chakaipa chichakuwira, hakuna njodzi ichasvika patende rako.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 91Mapisarema 91:9-10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti imi Jehovha, muri utiziro hwangu! Iwe wakaita Wokumusorosoro ugaro hwako. Hapana chakaipa chingakuwira, Uye hapana hosha ichaswedera patende rako.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 91Mapisarema 91:9-10 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Nokuti unenge wati TENZI ndiye mudziviriri wangu waita musha wako muna Wokumusorosoro. Hapana chakaipa chinokuwira kana denda rinosvikawo pamusha pako.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 91