Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 92:2 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mapisarema 92:2 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

kuparidza rudo rwenyu mangwanani nokutendeka kwenyu usiku

Pakurirana nevamwe
Mapisarema 92 BDSC

Mapisarema 92:2 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Kuparidza unyoro hwenyu mangwanani, Nokutendeka kwenyu usiku hwose

Pakurirana nevamwe
Mapisarema 92 SNA2002

Mapisarema 92:2 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Kuparidza ʋunyoro bgenyu maŋgwanani, Nokutendeka kwenyu ʋusiku bgose

Pakurirana nevamwe
Mapisarema 92 SUB1949

Mapisarema 92:2 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Kuparidza mwoyochena wenyu mangwanani uye kutendeka kwenyu usiku

Pakurirana nevamwe
Mapisarema 92 SCLB

Mapisarema 92:2 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Kuparidza mwoyochena wenyu mangwanani uye kutendeka kwenyu usiku

Pakurirana nevamwe
Mapisarema 92 SCLBD