Mapisarema 97:10
Mapisarema 97:10 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ʋeŋgai ɀakaipa, imi munoɗa Jehova; Iye unoceŋgeta mŋeya yaʋatȿene ʋake; Unoʋarwira paruʋoko rwowakaipa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 97Mapisarema 97:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vanoda Jehovha ngavavenge zvakaipa, nokuti anorinda upenyu kwavanhu vake vakatendeka uye anovarwira muruoko rwowakaipa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 97Mapisarema 97:10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vengai zvakaipa, imi munoda Jehovha; Iye anochengeta mweya yavatsvene vake; Unovarwira paruoko rwawakaipa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 97