Mapisarema 98:9
Mapisarema 98:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
ngaaimbe pamberi paJehovha, nokuti anouya kuzotonga nyika. Achatonga nyika zvakarurama navanhu nokururamisira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 98Mapisarema 98:9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Pamberi paJehovha, nokuti anouya kuzotonga pasi, Achatonga nyika zvakarurama, Navanhu nokururama.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 98Mapisarema 98:9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ngaaimbe pana TENZI nokuti ari kuuya kuzotonga nyika. Achatonga pasi pose noururami uye achatonga vanhu noruenzaniso.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 98