Zvakazarurwa 1:3
Zvakazarurwa 1:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akaropafadzwa uyo anoverenga mashoko ouprofita uhu, uye vakaropafadzwa avo vanohunzwa uye vagochengeta pamwoyo yavo zvakanyorwa imomo, nokuti nguva yava pedyo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 1Zvakazarurwa 1:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akaropafadzwa uyo anorava, navanonzwa mashoko okuporofita, vachichengeta zvakanyorwa imomo, nokuti nguva yava pedyo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 1Zvakazarurwa 1:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Akakomborerwa zvake uyo anoverenga mazwi okuporofita aya. Vakakomborerwawo vanonzwa uye vanochengeta zvakanyorwamo nokuti nguva yavapedyo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 1