Zvakazarurwa 10:11
Zvakazarurwa 10:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo ndakaudzwa kuti, “Unofanira kuprofitazve pamusoro pavanhu vazhinji, ndudzi, ndimi namadzimambo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 10Zvakazarurwa 10:11 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vakati kwandiri, “Unofanira kuporofitazve pamusoro pavanhu vazhinji, nendudzi, nendimi, namadzimambo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 10Zvakazarurwa 10:11 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndakaudzwa kuti, “Unofanira kuporofita zvakare nezvendudzi dzavanhu vazhinji nezvamarudzi nezvendimi nezvamadzimambo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 10