Zvakazarurwa 11:3
Zvakazarurwa 11:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndicharaira zvapupu zvangu zviviri kuti zviporofite, zvakapfeka masaga, mazuva ane chiuru chinamazana maviri namakumi matanhatu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 11Zvakazarurwa 11:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye ndichapa simba kuzvapupu zvangu zviviri, uye vachaprofita kwamazuva chiuru chimwe chete namazana maviri namakumi matanhatu, vakapfeka nguo dzamasaga.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 11Zvakazarurwa 11:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndichapawo simba kuzvapupu zvangu zviviri kuti zviporofite kwamazuva churu namazana maviri ana makumi matanhatu vakapfeka masaga.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 11