Zvakazarurwa 11:4-5
Zvakazarurwa 11:4-5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ava ndiyo miorivhi miviri nezvigadziko zvemwenje zviviri zvimire pamberi paIshe wenyika. Kana kunomunhu anoda kuvakuvadza, moto uchabuda mumiromo yavo uchiparadza vavengi vavo; kana kuno munhu anoda kuvakuvadza, anofanira kuurawa saizvozvo.
Zvakazarurwa 11:4-5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ava ndivo miti miviri yomuorivhi nezvigadziko zviviri zvemwenje zvimire pamberi paIshe wenyika. Kana munhu upi zvake akaedza kuvakuvadza, moto unobuda mumiromo yavo ugoparadza vavengi vavo. Aya ndiwo mafiro achaita ani zvake anoda kuvakuvadza.
Zvakazarurwa 11:4-5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ivava ndivo miorivhi miviri nezvigadzikiro zviviri zvemwenje zviri pamberi patenzi wapasi. Kana munhu akavakuvadza, moto uchabva mukanwa mavo uchiroromesa vavengi vavo. Kana munhu akavakuvadza anouraiwa.
Zvakazarurwa 11:4-5 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Aʋa ndiyo miorivi miʋiri neɀigadziko ɀemŋenje ɀiʋiri ɀimire pamberi paShe wenyika. Kana kunomunhu unoɗa kuʋakuʋadza, mŋoto ucaɓuɗa mumiromo yaʋo uciparadza ʋaʋeŋgi ʋaʋo; kana kunomunhu unoɗa kuʋakuʋadza, unofanira kuʋurawa saiɀoɀo.
Zvakazarurwa 11:4-5 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Ivava ndivo miorivhi miviri nezvigadzikiro zviviri zvemwenje zviri pamberi patenzi wapasi. Kana munhu akavakuvadza, moto uchabva mukanwa mavo uchiroromesa vavengi vavo. Kana munhu akavakuvadza anouraiwa.