Zvakazarurwa 12:11
Zvakazarurwa 12:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vakamukunda neropa reGwayana uye neshoko rokupupura kwavo; havana kuda upenyu hwavo zvakanyanya zvokuti vangatya kufa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 12Zvakazarurwa 12:11 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ivo vakamukunda neropa reGwayana, uye neshoko rokupupura kwavo; havana kuda upenyu hwavo kusvikira parufu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 12Zvakazarurwa 12:11 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vakamukurira neropa reHwayana uye neshoko rokupupura kwavo nokuti vakazvipira upenyu hwavo kusvika pakutofa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 12