Zvakazarurwa 12:12
Zvakazarurwa 12:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Naizvozvo farai, imi matenga nemi munogara maari! Asi mune nhamo imi nyika negungwa, nokuti dhiabhori aburuka kwamuri! Akatsamwa kwazvo, nokuti anoziva kuti nguva yake ipfupi.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 12Zvakazarurwa 12:12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Saka farai kudenga nemi munogarako. Mune nhamo imi nyika negungwa, nokuti mweya wakaipa wakaburukira kwamuri, akatsamwa kwazvo, nokuti anoziva kuti achine nguva duku.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 12Zvakazarurwa 12:12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Fara iwe denga nemi mugere mariri. Une nhamo iwe nyika negungwa nokuti Dhiabhori aburukira kwauri nehasha huru nokuti anoziva kuti nguva yake ipfupi.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 12