Zvakazarurwa 12:17
Zvakazarurwa 12:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo shato yakatsamwira mukadzi ikaenda kundorwa navana vake vakanga vasara, vaya vanoteerera mirayiro yaMwari uye vanobatirira pauchapupu hwaJesu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 12Zvakazarurwa 12:17 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino shato yakatsamwira mukadzi ikaenda kundorwa navamwe vana vake, vanochengeta mirayiro yaMwari, navanobata kupupura kwaJesu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 12Zvakazarurwa 12:17 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zigaranyanya rakashatirirwa mudzimai uya ndokuenda kundorwisa vamwe vana vake vose vanochengeta mitemo yaMwari nouchapupu hwavo kuna Jesu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 12