Zvakazarurwa 12:8 - Enzanisa Shanduro Dzose
Zvakazarurwa 12:8 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi yakanga isina simba rakakwana, uye nzvimbo yavo yakashayikwa kudenga.
Pakurirana nevamwe
Zvakazarurwa 12 BDSCZvakazarurwa 12:8 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
vakasakunda, nenzvimbo yavo haina kuzowanikwa kudenga.
Pakurirana nevamwe
Zvakazarurwa 12 SNA2002Zvakazarurwa 12:8 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
ʋakasakunda, nenɀimbo yaʋo hainakuzowanikwa kuɗeŋga.
Pakurirana nevamwe
Zvakazarurwa 12 SUB1949Zvakazarurwa 12:8 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zigaranyanya navatumwa varo rakakurirwa; pakanga pasisina nzvimbo yavo kudenga.
Pakurirana nevamwe
Zvakazarurwa 12 SCLBZvakazarurwa 12:8 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Zigaranyanya navatumwa varo rakakurirwa; pakanga pasisina nzvimbo yavo kudenga.
Pakurirana nevamwe
Zvakazarurwa 12 SCLBD